Rose Lifestyle  News

Ba Tea Incriminating Himself In What Maybe a Murder Case in Ginimbi’s Car Accident

A man going by the name of Ba Tea might be implicating himself if the holes on Ginimbi’s car do turn out to be gunshot holes. He spoke about Ginimbi not living to see December in October. In his initial post, he sounded vindictive and the picture he combined with the message looked like he was using his fingers to form a gun. In what might be a strange twist of events, a picture circulating showing possible bullet holes on the side of Ginimbi’s Rolls Royce might implicate him in an assignation case.

Mari yaitenge rufu tsano death is not corrupt you cant bribe it asekuru muna November imwe shasha iri kuzogadzikwa mudish hanzi netwunjuzu yakatozvi chekeresa sadaka yawakaita hanzi yenga iri yekupedzesera uchafa kunge mbeva it’s not going to change chero ukati I don’t care.Zita rako pasi nerufu ritori palist in a few weeks time you’re going to be on the Headlines December hausi kuzomupinda.Tic Tok the time is ticking. #ImBaTea#TheVendetta#The3LittleMermaids

At a closer look however, it turns out the alleged bullet holes may just be door handles and other metal grills found on the side of a Rolls Royce as shown in image below. The man also went on to elaborate today that he has a spiritual gift so what he was talking about in October was a message he was given by three njuzu’s (mermaids). Here are the posts he made:

This first post he put out on the 19th of October.

Hupenyu hwangu hautadziswe nevanhu kufamba vamwe vanhu vakafa asi vaifunga kuti vakaipa vakanyura but waizviita masharks…

Posted by Ba Tea on Sunday, October 18, 2020

The second and third posts were made today:

Zvinhu zvikanyorwa zvinoita sezvisina basa nekuti munyori anenge achiita seasina basa saka hunzi nekuti haana mbiri…

Posted by Ba Tea on Saturday, November 7, 2020

It’s not ordinary to forsee zvinhu zvisiri ordinary asi definition yako iri yekunzi messenger asi usiri Prophet.Zvipo…

Posted by Ba Tea on Sunday, November 8, 2020

Here are the pasted full manuscripts.

19 October 2020

Hupenyu hwangu hautadziswe nevanhu kufamba vamwe vanhu vakafa asi vaifunga kuti vakaipa vakanyura but waizviita masharks vakafa vane chibhanzi muma bank accounts but isu vayititi marombe.Vanondifemesa ndivo vakakosha vanobudidza zuva nekuri nyudza ndiwo vane yese varidzi vemwedzi sando ndinopa dzese kwete munhu anozoitwa nemujuru breakfast or lunch asix feet under wekuti akadzokera muvhu anowora ganda.Ndepapi pauchazopinda neBuggati yako muguva ndepapi pauchazovigirwa muzi den rako chero kutadziswa kufa nemari yako excuse me tibvirepo.Zvimwe zvima slay queen zvaifunga kuti kunaka kurarama nekusingapere asi zvakatoora asi zvaifunga kuti zvakakora.Steve Jobs inga panyika haasisiri kuwanikwa Wacko Jacko nhai aripi but ndiye ayipisa kudarika iwe kunge mhiripiri.Ndiani akati Pokello haafe akachembera The Queen akatomboitawo sponono but nhasi vazukuru vake vakutomuti gogo.Kungoita kamari vamwe vanhu vakutofunga kuti vatova twuvana mwari these day it’s so hard to make it to 60 years muna 2040 zvinhu zvese zvamunoganza nazvo izvo zvinenge zvangofanana netwufoni twunonzi twumbudzi.You can never chase technology ukaibata the years are now moving faster so it mean wo kuti vanhu vakufa faster madays edu epanyika akuperwawo faster.Usaganzire varombo nekuti punofa ndivo vanotanga kukuseka even if you call yourself a celeb rimwe zuva you will make newspapers sell waita headline yekunzi wakita.Mari yaitenge rufu tsano death is not corrupt you cant bribe it asekuru muna November imwe shasha iri kuzogadzikwa mudish hanzi netwunjuzu yakatozvi chekeresa sadaka yawakaita hanzi yenga iri yekupedzesera uchafa kunge mbeva it’s not going to change chero ukati I don’t care.Zita rako pasi nerufu ritori palist in a few weeks time you’re going to be on the Headlines December hausi kuzomupinda.Tic Tok the time is ticking.#ImBaTea#TheVendetta#The3LittleMermaids

8 November 2020

Zvinhu zvikanyorwa zvinoita sezvisina basa nekuti munyori anenge achiita seasina basa saka hunzi nekuti haana mbiri BaTea hava basa.Ive made an audio and a video recording as I was taken in the spiritual realm before Kadungures All White Party and until this day I’ve never met him in person nor have I ever been to his house or spoken with him and have I ever been part of his life nor do I have any paragraphs in the book of his life.I will release the recorded audio of what befell today and as a time traveller I’ve made accurate predictions which I do not define as prophecy but messages of reality in real-time form.Politics I’ve chosen not to speak about but what I’m told is what I say if it’s necessary for me to say.The screenshot on my wall was also posted on the 16th of October and is also on my wall.The audio was recorded before the so claiming prophet who says he predicted Bhurus death.Hatina basa nembiri asi patinonyora dzimwe nguva hatisi isu tinenge tichinyora asi zvinotifambisa munguva izvozvo vamwe zvamunoshora ndizvo zvinotionesa segora chero dziri horror pazvinoitika hapana anogona kuzvidzora.What happened today was not an accident but it was fate.The unseen are so powerful than what we see.Things always Fall Apart.Bhuru rawira pasi.#ImBaTea#TheVendetta

8 November 2020

It’s not ordinary to forsee zvinhu zvisiri ordinary asi definition yako iri yekunzi messenger asi usiri Prophet.Zvipo zvinosiyana zvakagara vanhu zvakatosiyana malevels ekuona nema dimensions akatosiyana.The physical will never match the spiritual yet is someone who is undermined or is shown a vision paanotaura people intend to ignore coz kana usina mari unopuhwa chiAttitude chinonzi I don’t care.We ought to respect other people’s spiritual gifts because I’ve just manifested when I was young I was tested so the Love of God is what I’ve invested.My condolences to the Kandungure Family and to all those vakanga vari close to him.Im just a visionary and I’m gifted uye ndinotaura zvandinonzi nemweya uri pandiri nyora ndinooneswa kunge gora zvimwe zvinhu handigone kuzvidzora..Do not just me for you not to be judged.What I’m told to say is what I will always say.I Trust God and The Unknown.#ImBaTea#TheVendetta

150Rumbidzai Maodzwa, Charles Carter Bernad and 148 others1.1K Comments16 Shares

Related posts

Watch: Interview of Kool & the Gang co-founder Mr Robert ‘Kool’ Bell in Zimbabwe

Rose Mudiwa

This website uses cookies to improve your experience. We'll assume you're ok with this, but you can opt-out if you wish. Accept Read More

Privacy & Cookies Policy